1 Samueri 16:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Samueri akaita zvakataurwa naJehovha. Paakasvika kuBhetrehema,+ vakuru veguta vakadedera pavakasangana naye, uye vakati: “Kwakanaka here zvamauya kuno?” 1 Samueri 16:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Mumwe wevaranda vacho akati: “Ndakaona kuti mumwe mwanakomana waJese wekuBhetrehema anoridza neunyanzvi, uye murwi akashinga ane simba.+ Anotaura zvakanaka, uye ane chiso chakanaka,+ uye Jehovha anaye.”+
4 Samueri akaita zvakataurwa naJehovha. Paakasvika kuBhetrehema,+ vakuru veguta vakadedera pavakasangana naye, uye vakati: “Kwakanaka here zvamauya kuno?”
18 Mumwe wevaranda vacho akati: “Ndakaona kuti mumwe mwanakomana waJese wekuBhetrehema anoridza neunyanzvi, uye murwi akashinga ane simba.+ Anotaura zvakanaka, uye ane chiso chakanaka,+ uye Jehovha anaye.”+