1 Samueri 20:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Dhavhidhi akabva atiza achibva muNayoti kuRama. Zvisinei, akaenda kuna Jonatani akati: “Ndakaitei?+ Mhosva yandakapara ndeyei, uye chii chandakatadzira baba vako chiri kuita kuti vade kundiuraya?”*
20 Dhavhidhi akabva atiza achibva muNayoti kuRama. Zvisinei, akaenda kuna Jonatani akati: “Ndakaitei?+ Mhosva yandakapara ndeyei, uye chii chandakatadzira baba vako chiri kuita kuti vade kundiuraya?”*