1 Samueri 26:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Sauro akabva ati: “Ndatadza.+ Dzoka mwanakomana wangu Dhavhidhi, nekuti handichakuitirizve zvakaipa, nekuti waona upenyu hwangu* sechinhu chinokosha+ nhasi. Chokwadi ndaita zveupenzi uye ndakanganisa kwazvo.”
21 Sauro akabva ati: “Ndatadza.+ Dzoka mwanakomana wangu Dhavhidhi, nekuti handichakuitirizve zvakaipa, nekuti waona upenyu hwangu* sechinhu chinokosha+ nhasi. Chokwadi ndaita zveupenzi uye ndakanganisa kwazvo.”