1 Samueri 25:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nabhari akapindura vashandi vaDhavhidhi achiti: “Dhavhidhi wacho anombova aniko, uye mwanakomana waJese anombozviita ani? Mazuva ano varanda vakawanda vari kutiza vanatenzi vavo.+ 1 Samueri 25:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Izvi pazvaiitika, mumwe muranda akaudza Abhigairi, mudzimai waNabhari kuti: “Dhavhidhi atuma nhume kubva kurenje kuti dzikwazise tenzi wedu, asi iye adzituka chaizvo.+
10 Nabhari akapindura vashandi vaDhavhidhi achiti: “Dhavhidhi wacho anombova aniko, uye mwanakomana waJese anombozviita ani? Mazuva ano varanda vakawanda vari kutiza vanatenzi vavo.+
14 Izvi pazvaiitika, mumwe muranda akaudza Abhigairi, mudzimai waNabhari kuti: “Dhavhidhi atuma nhume kubva kurenje kuti dzikwazise tenzi wedu, asi iye adzituka chaizvo.+