1 Samueri 24:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Varume vaDhavhidhi vakati kwaari: “Nhasi Jehovha ari kuti kwamuri, ‘Ndaisa muvengi wako muruoko rwako,+ uye unogona kuita chero zvaunoda naye.’” Saka Dhavhidhi akasimuka, akacheka kumupendero wenguo yaSauro isina maoko chinyararire.
4 Varume vaDhavhidhi vakati kwaari: “Nhasi Jehovha ari kuti kwamuri, ‘Ndaisa muvengi wako muruoko rwako,+ uye unogona kuita chero zvaunoda naye.’” Saka Dhavhidhi akasimuka, akacheka kumupendero wenguo yaSauro isina maoko chinyararire.