1 Samueri 24:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Dhavhidhi akabva asimuka akabuda mubako, akashevedzera ari shure kwaSauro, achiti: “Ishe wangu mambo!”+ Sauro paakacheuka, Dhavhidhi akabva apfugama, akadzikisa musoro wake. 1 Samueri 24:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Dhavhidhi paakapedza kutaura mashoko aya kwaari, Sauro akati: “Inzwi rako here iri mwanakomana wangu Dhavhidhi?”+ Uye Sauro akatanga kuchema achiridza mhere.
8 Dhavhidhi akabva asimuka akabuda mubako, akashevedzera ari shure kwaSauro, achiti: “Ishe wangu mambo!”+ Sauro paakacheuka, Dhavhidhi akabva apfugama, akadzikisa musoro wake.
16 Dhavhidhi paakapedza kutaura mashoko aya kwaari, Sauro akati: “Inzwi rako here iri mwanakomana wangu Dhavhidhi?”+ Uye Sauro akatanga kuchema achiridza mhere.