-
1 Samueri 3:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Samueri akaramba akarara kusvikira mangwanani; akabva avhura masuo eimba yaJehovha. Samueri aitya kuudza Eri zvaakanga aratidzwa.
-