Joshua 19:17, 18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Mujenya+ wechina wakabuda uri waIsakari,+ wevanhu vekwaIsakari maererano nemhuri dzavo. 18 Muganhu wavo waisvika kuJezreeri,+ Kesuroti, Shunemi,+ 1 Samueri 29:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Saka Dhavhidhi nevarume vake vakamukira mangwanani kuti vadzokere kunyika yevaFiristiya, uye vaFiristiya vakakwidza kuJezreeri.+
17 Mujenya+ wechina wakabuda uri waIsakari,+ wevanhu vekwaIsakari maererano nemhuri dzavo. 18 Muganhu wavo waisvika kuJezreeri,+ Kesuroti, Shunemi,+
11 Saka Dhavhidhi nevarume vake vakamukira mangwanani kuti vadzokere kunyika yevaFiristiya, uye vaFiristiya vakakwidza kuJezreeri.+