1 Samueri 28:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Mazuva iwayo vaFiristiya vakaunganidza mauto avo kuti varwise vaIsraeri.+ Saka Akishi akati kuna Dhavhidhi: “Iwe unotozviziva kuti uchaenda neni nevarume vako kunorwa.”+
28 Mazuva iwayo vaFiristiya vakaunganidza mauto avo kuti varwise vaIsraeri.+ Saka Akishi akati kuna Dhavhidhi: “Iwe unotozviziva kuti uchaenda neni nevarume vako kunorwa.”+