1 Samueri 13:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Sauro akasarudza varume 3 000 pavaIsraeri; 2 000 vavo vaiva naSauro kuMikmashi nemumakomo ekuBheteri uye 1 000 vaiva naJonatani+ kuGibhiya+ yaBhenjamini. Akaita kuti vamwe vanhu vese vaende, mumwe nemumwe kutende rake.
2 Sauro akasarudza varume 3 000 pavaIsraeri; 2 000 vavo vaiva naSauro kuMikmashi nemumakomo ekuBheteri uye 1 000 vaiva naJonatani+ kuGibhiya+ yaBhenjamini. Akaita kuti vamwe vanhu vese vaende, mumwe nemumwe kutende rake.