1 Samueri 17:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Dhavhidhi akatanga kuti kuvarume vakanga vakamira pedyo naye: “Murume anouraya muFiristiya uyo obvisa kuzvidzwa pavaIsraeri achaitirwei? Nekuti muFiristiya uyu asina kuchecheudzwa ndiani kuti ashore uto rakarongwa raMwari mupenyu?”+ 2 Samueri 1:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Musazvitaura muGati;+Musazvizivise mumigwagwa yeAshkeroni,Nekuti vanasikana vevaFiristiya vangafara,Nekuti vanasikana vevarume vasina kuchecheudzwa vangapembera nemufaro.
26 Dhavhidhi akatanga kuti kuvarume vakanga vakamira pedyo naye: “Murume anouraya muFiristiya uyo obvisa kuzvidzwa pavaIsraeri achaitirwei? Nekuti muFiristiya uyu asina kuchecheudzwa ndiani kuti ashore uto rakarongwa raMwari mupenyu?”+
20 Musazvitaura muGati;+Musazvizivise mumigwagwa yeAshkeroni,Nekuti vanasikana vevaFiristiya vangafara,Nekuti vanasikana vevarume vasina kuchecheudzwa vangapembera nemufaro.