1 Samueri 26:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Dhavhidhi akaenderera mberi achiti: “Chokwadi naJehovha mupenyu, Jehovha achamuuraya ega,+ kana kuti zuva rake richasvika+ ofa, kana kuti achaenda kuhondo ofira ikoko.+ 1 Makoronike 10:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka Sauro akafira kusatendeka kwake kuna Jehovha nekuti akanga asina kuteerera shoko raJehovha,+ uyewo nekuti akabvunza svikiro+
10 Dhavhidhi akaenderera mberi achiti: “Chokwadi naJehovha mupenyu, Jehovha achamuuraya ega,+ kana kuti zuva rake richasvika+ ofa, kana kuti achaenda kuhondo ofira ikoko.+
13 Saka Sauro akafira kusatendeka kwake kuna Jehovha nekuti akanga asina kuteerera shoko raJehovha,+ uyewo nekuti akabvunza svikiro+