1 Samueri 31:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Hondo yacho yakanga yava kupisa ichiomera Sauro, uye vaya vaipfura neuta vakamuwana vakamukuvadza zvakaipisisa.+ 1 Makoronike 10:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Hondo yacho yakanga yava kupisa ichiomera Sauro, uye vaya vaipfura neuta vakamuwana, vakamukuvadza.+
3 Hondo yacho yakanga yava kupisa ichiomera Sauro, uye vaya vaipfura neuta vakamuwana vakamukuvadza zvakaipisisa.+
3 Hondo yacho yakanga yava kupisa ichiomera Sauro, uye vaya vaipfura neuta vakamuwana, vakamukuvadza.+