-
2 Samueri 8:11, 12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Mambo Dhavhidhi akatsaura* zvinhu izvi kuti zvive zvaJehovha, pamwe chete nesirivha negoridhe zvaakanga atora kumarudzi ese aakanga akunda,+ 12 kureva zvaakatora kuvaSiriya nekuMoabhi,+ kuvaAmoni, vaFiristiya,+ vaAmareki,+ uye pazvinhu zvakapambwa kuna Hadhadhezeri+ mwanakomana waRehobhu mambo weZobha.
-