RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 7:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Joshua akabva abvarura nguo dzake, ndokuzvambarara akaisa chiso chake pasi, pamberi peAreka yaJehovha kusvikira manheru, iye nevakuru vaIsraeri, uye vakaramba vachiisa guruva mumisoro yavo.

  • Esteri 4:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Modhekai+ paakaziva zvinhu zvese zvakanga zvaitwa,+ akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga, akazora madota. Akabva abuda akaenda pakati peguta, achichema achiridza mhere neshungu.

  • Jeremiya 6:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Haiwa iwe mwanasikana wevanhu vangu,

      Pfeka masaga+ uumburuke mumadota.

      Chema uchirwadziwa chaizvo semunhu ari kuchema mwanakomana wake mumwe chete,+

      Nekuti muparadzi achangoerekana auya kwatiri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe