Genesisi 34:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi vanakomana vaJakobho vakazvinzwa vakabva vangodzoka kubva kumafuro. Vakarwadziwa nazvo uye vakashatirwa nekuti akanga anyadzisa Israeri nekurara nemwanasikana waJakobho,+ chinova chinhu chaisatombofanira kuitwa.+
7 Asi vanakomana vaJakobho vakazvinzwa vakabva vangodzoka kubva kumafuro. Vakarwadziwa nazvo uye vakashatirwa nekuti akanga anyadzisa Israeri nekurara nemwanasikana waJakobho,+ chinova chinhu chaisatombofanira kuitwa.+