Genesisi 27:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Zvisinei, Isau akatanga kuvengera Jakobho chikomborero chaakanga apiwa nababa vake,+ uye aiti nechemumwoyo: “Mazuva ekuchema baba ari kuswedera.+ Kana vangofa ndiri kuda kuuraya munin’ina wangu Jakobho.” Pisarema 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Tarisai munhu ane pamuviri pezvakaipa;Anobata pamuviri pematambudziko uye anozvara nhema.+ Zvirevo 18:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Hama inenge yatadzirwa yakaoma kutaura nayo kupfuura kurwisa guta rakakomberedzwa nemasvingo,+Uye kukakavadzana kunogona kuparadzanisa vanhu semazariro erusvingo.+
41 Zvisinei, Isau akatanga kuvengera Jakobho chikomborero chaakanga apiwa nababa vake,+ uye aiti nechemumwoyo: “Mazuva ekuchema baba ari kuswedera.+ Kana vangofa ndiri kuda kuuraya munin’ina wangu Jakobho.”
19 Hama inenge yatadzirwa yakaoma kutaura nayo kupfuura kurwisa guta rakakomberedzwa nemasvingo,+Uye kukakavadzana kunogona kuparadzanisa vanhu semazariro erusvingo.+