Numeri 8:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Ndichapa vaRevhi sezvipo kuna Aroni nevanakomana vake kubva pavaIsraeri, kuti vaite basa revaIsraeri patende rekusanganira+ uye kuti vayananisire vaIsraeri,+ kuti vaIsraeri varege kuwirwa nedambudziko vaswedera pedyo nenzvimbo tsvene.”
19 Ndichapa vaRevhi sezvipo kuna Aroni nevanakomana vake kubva pavaIsraeri, kuti vaite basa revaIsraeri patende rekusanganira+ uye kuti vayananisire vaIsraeri,+ kuti vaIsraeri varege kuwirwa nedambudziko vaswedera pedyo nenzvimbo tsvene.”