18 Saka Hushai akati kuna Absaromu: “Aiwa, ndiri kutsigira munhu asarudzwa naJehovha, uye asarudzwa nevanhu ava, nevarume vese veIsraeri. Ndicharamba ndiinaye. 19 Uye ndinotiwo, Ndiani mumwe wandingashandira? Haasi mwanakomana wake here? Ndichakushandirai sekushandira kwandakaita baba venyu.”+