1 Madzimambo 1:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Achiri kutaura, Jonatani+ mwanakomana wemupristi Abhiyatari akabva asvika. Adhonija akabva ati: “Pinda, nekuti uri murume akanaka,* uye ndinoziva kuti wauya nemashoko akanaka.”
42 Achiri kutaura, Jonatani+ mwanakomana wemupristi Abhiyatari akabva asvika. Adhonija akabva ati: “Pinda, nekuti uri murume akanaka,* uye ndinoziva kuti wauya nemashoko akanaka.”