2 Madzimambo 20:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Mumazuva iwayo Hezekiya akarwara zvekuda kufa.+ Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akauya akati kwaari, “Zvanzi naJehovha: ‘Ronga nyaya dzemhuri yako, nekuti uchafa; hausi kuzopora.’”+
20 Mumazuva iwayo Hezekiya akarwara zvekuda kufa.+ Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akauya akati kwaari, “Zvanzi naJehovha: ‘Ronga nyaya dzemhuri yako, nekuti uchafa; hausi kuzopora.’”+