RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 17:1-3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Ahitoferi akabva ati kuna Absaromu: “Ndapota, rega ndisarudze varume 12 000, kuti nditevere Dhavhidhi usiku huno. 2 Ndichamusvikira paanenge aneta uye asisina simba,*+ ndomuvhundutsa; uye vanhu vese vaainavo vachatiza, uye ndichauraya mambo chete.+ 3 Ndichabva ndadzosa vanhu vese kwauri. Zvichaitika kumurume wauri kutsvaga ndizvo zvichaita kuti vanhu vese vadzoke. Vanhu vese vachabva vava nerugare.”

  • Mariro 4:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Muzodziwa waJehovha,+ iwo mweya wekufema wemhino dzedu, abatwa mugomba ravo guru,+

      Iye watakati nezvake: “Tichagara mumumvuri wake tiri pakati pemarudzi.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe