2 Samueri 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Joabhi akabva ati kumurume wechiKushi:+ “Enda unoudza mambo zvawaona.” Murume wacho wechiKushi akabva akotama pamberi paJoabhi, ndokumhanya achienda.
21 Joabhi akabva ati kumurume wechiKushi:+ “Enda unoudza mambo zvawaona.” Murume wacho wechiKushi akabva akotama pamberi paJoabhi, ndokumhanya achienda.