2 Samueri 8:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Joabhi+ mwanakomana waZeruya ndiye aiva mukuru weuto, uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wezvaiitika. 2 Samueri 18:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mambo akabva arayira Joabhi naAbhishai naItai, achiti: “Mundifungewo muitire tsiye nyoro mwanakomana wangu Absaromu.”+ Varume vese vakazvinzwa mambo paairayira vakuru vese nezvaAbsaromu. 2 Samueri 18:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Joabhi akabva ati: “Handisi kuzoramba ndichitambisa nguva ndiinewe!” Saka akatora simbi nhatu nhete dzakapinza,* akabaya mwoyo waAbsaromu nadzo achiri mupenyu, akarembera mumuti wacho.
16 Joabhi+ mwanakomana waZeruya ndiye aiva mukuru weuto, uye Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wezvaiitika.
5 Mambo akabva arayira Joabhi naAbhishai naItai, achiti: “Mundifungewo muitire tsiye nyoro mwanakomana wangu Absaromu.”+ Varume vese vakazvinzwa mambo paairayira vakuru vese nezvaAbsaromu.
14 Joabhi akabva ati: “Handisi kuzoramba ndichitambisa nguva ndiinewe!” Saka akatora simbi nhatu nhete dzakapinza,* akabaya mwoyo waAbsaromu nadzo achiri mupenyu, akarembera mumuti wacho.