1 Madzimambo 11:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Ndichapa mwanakomana wake dzinza rimwe chete, kuti muranda wangu Dhavhidhi agare aine rambi pamberi pangu nguva dzese muJerusarema,+ guta randakasarudza kuti rive nzvimbo yekuisa zita rangu. 1 Madzimambo 15:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvisinei, achifunga nezvaDhavhidhi,+ Jehovha Mwari wake akamupa rambi muJerusarema+ paakaita kuti mwanakomana wake amutevere pachigaro, uye paakaita kuti Jerusarema rirambe riripo. 2 Madzimambo 8:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi Jehovha haana kuda kuparadza Judha achifunga muranda wake Dhavhidhi,+ nekuti akanga amuvimbisa kuti achaita kuti agare aine rambi nguva dzese,+ iye nevanakomana vake.
36 Ndichapa mwanakomana wake dzinza rimwe chete, kuti muranda wangu Dhavhidhi agare aine rambi pamberi pangu nguva dzese muJerusarema,+ guta randakasarudza kuti rive nzvimbo yekuisa zita rangu.
4 Zvisinei, achifunga nezvaDhavhidhi,+ Jehovha Mwari wake akamupa rambi muJerusarema+ paakaita kuti mwanakomana wake amutevere pachigaro, uye paakaita kuti Jerusarema rirambe riripo.
19 Asi Jehovha haana kuda kuparadza Judha achifunga muranda wake Dhavhidhi,+ nekuti akanga amuvimbisa kuti achaita kuti agare aine rambi nguva dzese,+ iye nevanakomana vake.