2 Samueri 16:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Ahitoferi akabva ati kuna Absaromu: “Rara nevarongo* vababa vako,+ vavakasiya kuti vachengete imba.*+ VaIsraeri vese vachanzwa kuti wazvivengesa nababa vako, uye vanhu vanokutsigira vachabva vatosimba.” 1 Madzimambo 2:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Mambo Soromoni akapindura amai vake achiti: “Nei muri kukumbira kuti Adhonija apiwe Abhishagi muShunemi? Chibvai mamukumbirirawo neumambo hwacho+ nekuti mukoma wangu,+ uye ari kutsigirwa nemupristi Abhiyatari naJoabhi+ mwanakomana waZeruya.”+
21 Ahitoferi akabva ati kuna Absaromu: “Rara nevarongo* vababa vako,+ vavakasiya kuti vachengete imba.*+ VaIsraeri vese vachanzwa kuti wazvivengesa nababa vako, uye vanhu vanokutsigira vachabva vatosimba.”
22 Mambo Soromoni akapindura amai vake achiti: “Nei muri kukumbira kuti Adhonija apiwe Abhishagi muShunemi? Chibvai mamukumbirirawo neumambo hwacho+ nekuti mukoma wangu,+ uye ari kutsigirwa nemupristi Abhiyatari naJoabhi+ mwanakomana waZeruya.”+