-
2 Samueri 2:22, 23Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 Saka Abhineri akatizve kuna Asaheri: “Usaramba uchinditevera. Unodirei kuti ndikuuraye? Ndingazotarisana sei nemukoma wako Joabhi?” 23 Asi akaramba kumira, saka Abhineri akamubaya mudumbu nekunoperera mubato wepfumo,+ uye pfumo racho rakabuda nekumusana; achibva awira pasi, akafira ipapo. Munhu wese aisvika panzvimbo yakanga yafira Asaheri aimbomira ipapo.
-