2 Samueri 15:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Munhu wese wemunyika yacho aichema achiridza mhere vanhu vese ava pavaiyambuka, uye mambo akanga akamira pedyo neBani reKidroni;+ vanhu vese vakanga vachiyambuka vachienda kumugwagwa unoenda kurenje. 2 Madzimambo 23:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akabudisawo bango rinoyera*+ muimba yaJehovha akaenda naro kumucheto kweJerusarema kuBani reKidroni, uye akaripisira+ muBani reKidroni, akarikuya akamwaya guruva racho pamakuva evanhuwo zvavo.+ Johani 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Paakanga ataura izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambuka Bani reKidroni*+ akapinda mumunda waiva* mhiri kwacho nevadzidzi vake.+
23 Munhu wese wemunyika yacho aichema achiridza mhere vanhu vese ava pavaiyambuka, uye mambo akanga akamira pedyo neBani reKidroni;+ vanhu vese vakanga vachiyambuka vachienda kumugwagwa unoenda kurenje.
6 Akabudisawo bango rinoyera*+ muimba yaJehovha akaenda naro kumucheto kweJerusarema kuBani reKidroni, uye akaripisira+ muBani reKidroni, akarikuya akamwaya guruva racho pamakuva evanhuwo zvavo.+
18 Paakanga ataura izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambuka Bani reKidroni*+ akapinda mumunda waiva* mhiri kwacho nevadzidzi vake.+