2 Makoronike 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akaramba achiwedzera kuva nesimba paumambo hwake. Jehovha Mwari wake aiva naye uye akaita kuti ave mukuru chaizvo.+ Zvirevo 16:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Maitiro akaipa anosemesa madzimambo,+Nekuti chigaro cheumambo chinomiswa zvakasimba nekururama.+
1 Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akaramba achiwedzera kuva nesimba paumambo hwake. Jehovha Mwari wake aiva naye uye akaita kuti ave mukuru chaizvo.+