1 Madzimambo 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Soromoni aiva nevatariri 12 vaitungamirira vaIsraeri vese, uye vaiunza zvekudya kuna mambo neimba yake. Mumwe nemumwe wavo aifanira kuunza zvekudya kwemwedzi mumwe chete pagore.+
7 Soromoni aiva nevatariri 12 vaitungamirira vaIsraeri vese, uye vaiunza zvekudya kuna mambo neimba yake. Mumwe nemumwe wavo aifanira kuunza zvekudya kwemwedzi mumwe chete pagore.+