2 Samueri 6:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Dhavhidhi nevanhu vese veimba yaIsraeri vakanga vachipembera pamberi paJehovha nezviridzwa zvemhando dzese zvemuti wemujunipa, neudimbwa, nezvimwe zviridzwa zvine tambo,+ nematambureni,+ nematare, nesimbi dzinorovaniswa.+ 1 Madzimambo 6:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akanamirira mapuranga emusidhari pamadziro ese emukati eimba yacho. Akanamirira mapuranga pamadziro acho emukati, kubva pasi kusvika pamapango esirin’i, uye pasi akanamirira mapuranga emujunipa.+ 2 Makoronike 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Akanamirira mapuranga emujunipa muimba huru, achibva azonamirira goridhe rakanatswa pamusoro,+ akazoishongedza nemifananidzo yemiti yemichindwe+ necheni.+
5 Dhavhidhi nevanhu vese veimba yaIsraeri vakanga vachipembera pamberi paJehovha nezviridzwa zvemhando dzese zvemuti wemujunipa, neudimbwa, nezvimwe zviridzwa zvine tambo,+ nematambureni,+ nematare, nesimbi dzinorovaniswa.+
15 Akanamirira mapuranga emusidhari pamadziro ese emukati eimba yacho. Akanamirira mapuranga pamadziro acho emukati, kubva pasi kusvika pamapango esirin’i, uye pasi akanamirira mapuranga emujunipa.+
5 Akanamirira mapuranga emujunipa muimba huru, achibva azonamirira goridhe rakanatswa pamusoro,+ akazoishongedza nemifananidzo yemiti yemichindwe+ necheni.+