1 Madzimambo 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Zvese izvi zvakavakwa nematombo anodhura+ akavezwa achiyerwa sezvaidiwa, akachekererwa mukati nekunze nemasaha ekuchekesa matombo, kubva pafaundesheni kusvika kumusoro kwemadziro, uye panze kusvika kuchivanze chikuru.+ 1 Makoronike 22:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Dhavhidhi akabva arayira kuti vatorwa+ vaigara munyika yeIsraeri vaunganidzwe, uye akavapa basa rekucheka nekuveza matombo ekuvakisa imba yaMwari wechokwadi.+
9 Zvese izvi zvakavakwa nematombo anodhura+ akavezwa achiyerwa sezvaidiwa, akachekererwa mukati nekunze nemasaha ekuchekesa matombo, kubva pafaundesheni kusvika kumusoro kwemadziro, uye panze kusvika kuchivanze chikuru.+
2 Dhavhidhi akabva arayira kuti vatorwa+ vaigara munyika yeIsraeri vaunganidzwe, uye akavapa basa rekucheka nekuveza matombo ekuvakisa imba yaMwari wechokwadi.+