1 Madzimambo 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Imba yacho yakavakwa nematombo akacherwa akanga atogadzirwa,+ zvekuti hapana sando kana demo kana mumwe mudziyo wesimbi wainzwika muimba yacho payaivakwa.
7 Imba yacho yakavakwa nematombo akacherwa akanga atogadzirwa,+ zvekuti hapana sando kana demo kana mumwe mudziyo wesimbi wainzwika muimba yacho payaivakwa.