-
Eksodho 12:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 “‘Zuva iri richava chiyeuchidzo kwamuri, uye munofanira kuripemberera kuti rive mutambo unoitirwa Jehovha muzvizvarwa zvenyu zvese. Uyu murau uchagara uripo.
-
-
Eksodho 12:51Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
51 Pazuva iri chairo, Jehovha akabudisa vaIsraeri munyika yeIjipiti pamwe chete nemauto avo.
-