-
Eksodho 25:33Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
33 Makapu matatu akaumbwa semaruva emuarumondi achange ari pamapazi ari kudivi rimwe chete, aine mapfundo nemaruva akatumbuka, zvakatevedzana zvichiti apa pfundo apa ruva rakatumbuka. Uye makapu matatu akaumbwa semaruva emuarumondi ari pamapazi ekune rimwe divi racho, achange aine mapfundo nemaruva akatumbuka, zvakatevedzana zvichiti apa pfundo apa ruva rakatumbuka. Izvi ndizvo zvichange zvakaita mapazi matanhatu akabatira pachidzinde chechigadziko chemarambi.
-