RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 3:10-13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Akabva agadzira mifananidzo yemakerubhi maviri muimba Tsvenetsvene, akaaisa goridhe ese.+ 11 Mapapiro emakerubhi+ acho ese pamwe chete aiva akareba makubhiti 20; bapiro rekerubhi rekutanga raiva rakareba makubhiti mashanu richinogumha kumadziro eimba yacho, uye rimwe bapiro raro raiva rakareba makubhiti mashanu richinogumha bapiro rerimwe kerubhi. 12 Bapiro rerimwe kerubhi raiva rakareba makubhiti mashanu richinogumha kune mamwe madziro eimba yacho, uye rimwe bapiro raro raiva rakareba makubhiti mashanu richinogumha bapiro rekerubhi rekutanga. 13 Mapapiro emakerubhi acho akanga akatambanudzwa uye aisvika makubhiti 20; uye akanga akamira netsoka dzawo akatarisa mukati.*

  • 2 Makoronike 5:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Saka mapapiro emakerubhi acho aiva akatambanudzwa pamusoro penzvimbo yaiva neAreka, zvekuti makerubhi acho akanga akavhara Areka yacho nemapango+ ayo nechepamusoro.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe