1 Madzimambo 6:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vharanda+ raiva pamberi petemberi* raiva rakareba makubhiti 20, rakaenzana nekufara kweimba yacho. Raibuda nemakubhiti 10 kubva pamberi peimba yacho.
3 Vharanda+ raiva pamberi petemberi* raiva rakareba makubhiti 20, rakaenzana nekufara kweimba yacho. Raibuda nemakubhiti 10 kubva pamberi peimba yacho.