-
1 Makoronike 3:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Ava ndivo vaiva vanakomana vaDhavhidhi vakaberekerwa muHebroni:+ dangwe raiva Amnoni,+ akaberekwa naAhinoamu+ wekuJezreeri; wechipiri aiva Dhanieri, akaberekwa naAbhigairi+ wekuKameri; 2 wechitatu aiva Absaromu+ mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai mambo weGeshuri; wechina aiva Adhonija+ mwanakomana waHagiti;
-