Isaya 41:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Usatya, nekuti ndinewe.+ Usanetseka, nekuti ndiri Mwari wako.+ Ndichakusimbisa, chokwadi ndichakubatsira,+Chokwadi ndicharamba ndakakubata neruoko rwangu rwerudyi rwekururama.’ VaHebheru 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mararamiro enyu ngaarege kuva ekuda mari,+ uye gutsikanai nezvinenge zviripo.+ Nekuti iye akati: “Handizokusiyi, uye handizokurasi.”+
10 Usatya, nekuti ndinewe.+ Usanetseka, nekuti ndiri Mwari wako.+ Ndichakusimbisa, chokwadi ndichakubatsira,+Chokwadi ndicharamba ndakakubata neruoko rwangu rwerudyi rwekururama.’
5 Mararamiro enyu ngaarege kuva ekuda mari,+ uye gutsikanai nezvinenge zviripo.+ Nekuti iye akati: “Handizokusiyi, uye handizokurasi.”+