1 Madzimambo 5:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 uyewo paiva nevatariri+ 3 300 vaSoromoni avo vaiva maforomani evashandi vacho. 2 Makoronike 2:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Saka akaita kuti 70 000 vavo vaite mabasa asingadi unyanzvi,* uye kuti 80 000 vacheke matombo+ mumakomo uye akaita kuti 3 600 vave vatariri vaitungamirira vanhu pabasa.+
18 Saka akaita kuti 70 000 vavo vaite mabasa asingadi unyanzvi,* uye kuti 80 000 vacheke matombo+ mumakomo uye akaita kuti 3 600 vave vatariri vaitungamirira vanhu pabasa.+