2 Makoronike 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Soromoni akaramba achiunganidza ngoro nemabhiza;* aiva nengoro 1 400 nemabhiza* 12 000,+ uye akaita kuti zvirambe zviri mumaguta engoro+ uye pedyo namambo muJerusarema.+ 2 Makoronike 9:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Soromoni aiva nematanga 4 000 emabhiza ake nengoro, nemabhiza* 12 000,+ uye akaita kuti zvirambe zviri mumaguta engoro uye pedyo namambo muJerusarema.+
14 Soromoni akaramba achiunganidza ngoro nemabhiza;* aiva nengoro 1 400 nemabhiza* 12 000,+ uye akaita kuti zvirambe zviri mumaguta engoro+ uye pedyo namambo muJerusarema.+
25 Soromoni aiva nematanga 4 000 emabhiza ake nengoro, nemabhiza* 12 000,+ uye akaita kuti zvirambe zviri mumaguta engoro uye pedyo namambo muJerusarema.+