-
2 Madzimambo 23:17, 18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
17 Akabva ati: “Pane dombo repaguva randiri kuona uko iro. Iguva raani?” Varume veguta racho vakati kwaari: “Iguva remunhu waMwari wechokwadi akabva kuJudha,+ uyo akazivisa zvinhu izvi zvamaitira atari yeBheteri.” 18 Saka akati: “Muregei akadaro. Ngaparege kuva nemunhu anobvisa mapfupa ake.” Saka vakasiya mapfupa ake akadaro pamwe chete nemapfupa emuprofita akanga abva kuSamariya.+
-