15 Akaputsawo atari yaiva muBheteri, nzvimbo yakakwirira yakanga yagadzirwa naJerobhoamu mwanakomana waNebhati, iyo yakaita kuti vaIsraeri vatadze.+ Pashure pekuputsa atari iyoyo pamwe chete nenzvimbo yakakwirira, akapisa nzvimbo yacho yakakwirira, akaikuya kuita guruva, akapisa bango rinoyera.+