1 Madzimambo 2:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Mambo Soromoni akapindura amai vake achiti: “Nei muri kukumbira kuti Adhonija apiwe Abhishagi muShunemi? Chibvai mamukumbirirawo neumambo hwacho+ nekuti mukoma wangu,+ uye ari kutsigirwa nemupristi Abhiyatari naJoabhi+ mwanakomana waZeruya.”+
22 Mambo Soromoni akapindura amai vake achiti: “Nei muri kukumbira kuti Adhonija apiwe Abhishagi muShunemi? Chibvai mamukumbirirawo neumambo hwacho+ nekuti mukoma wangu,+ uye ari kutsigirwa nemupristi Abhiyatari naJoabhi+ mwanakomana waZeruya.”+