RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 5:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Kunyange zvakadaro, Dhavhidhi akakunda nhare* yeZiyoni, iyo yava kunzi Guta raDhavhidhi.+

  • 1 Makoronike 11:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Dhavhidhi akabva atanga kugara munhare yacho. Ndokusaka vakaitumidza kuti Guta raDhavhidhi.

  • 1 Makoronike 29:26, 27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Dhavhidhi mwanakomana waJese akatonga vaIsraeri vese; 27 akatonga Israeri kwemakore 40. Akatonga kwemakore 7 muHebroni,+ uye akatonga kwemakore 33 muJerusarema.+

  • Mabasa 2:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 “Varume, hama, zvinobvumidzwa kuti nditaure nemi ndakasununguka nezvatateguru Dhavhidhi, kuti iye akafa, akavigwa,+ uye guva rake tinaro nanhasi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe