Mika 6:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nekuti munoteerera mirau yaOmri muchitevera mabasa ese eimba yaAhabhi+Uye munotevera mazano avo. Ndokusaka ndichaita kuti muve chinhu chinotyisaUye kuti vagari vemuguta racho vave chinhu chinoridzisa muridzo;+Muchashorwa nemarudzi.”+
16 Nekuti munoteerera mirau yaOmri muchitevera mabasa ese eimba yaAhabhi+Uye munotevera mazano avo. Ndokusaka ndichaita kuti muve chinhu chinotyisaUye kuti vagari vemuguta racho vave chinhu chinoridzisa muridzo;+Muchashorwa nemarudzi.”+