Numeri 11:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Ruoko rwaJehovha rwakapfupika here?+ Iye zvino uchaona kana zvandiri kutaura zvichaitika kwauri kana kuti kwete.” Vatongi 15:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka Mwari akatsemura gomba raiva muRehi, mvura ikayerera ichibuda mariri.+ Paakainwa, simba rake rakadzoka, muviri wake ukasimbazve. Ndokusaka akatumidza nzvimbo yacho kuti Eni-hakore,* iyo iri muRehi.
23 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Ruoko rwaJehovha rwakapfupika here?+ Iye zvino uchaona kana zvandiri kutaura zvichaitika kwauri kana kuti kwete.”
19 Saka Mwari akatsemura gomba raiva muRehi, mvura ikayerera ichibuda mariri.+ Paakainwa, simba rake rakadzoka, muviri wake ukasimbazve. Ndokusaka akatumidza nzvimbo yacho kuti Eni-hakore,* iyo iri muRehi.