9 Munochengeta nyika,
Muchiita kuti ibereke zvakawanda uye kuti ipfume.+
Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura;
Munoita kuti vawane zviyo,+
Nekuti ndiwo magadziriro amakaita nyika.
10 Munozadza miforo yayo nemvura, moenzanisa ivhu rayo rakarimwa;
Munoipfavisa nemvura inopfunha; munokomborera zvinokura pairi.+