2 Madzimambo 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Eriya akabva atora nguo yake yebasa,+ akaipeta, akarova mvura, ikaparadzana imwe ichienda kuruboshwe imwe ichienda kurudyi, zvekuti vese vari vaviri vakayambuka nepakaoma.+
8 Eriya akabva atora nguo yake yebasa,+ akaipeta, akarova mvura, ikaparadzana imwe ichienda kuruboshwe imwe ichienda kurudyi, zvekuti vese vari vaviri vakayambuka nepakaoma.+