2 Makoronike 35:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvisinei, Josiya haana kubva kwaari, asi akaita kuti vanhu varege kumuziva+ kuti arwe naye, uye haana kuteerera mashoko aNeko, ayo aibva mumuromo maMwari. Saka akaenda kunorwa muBani reMegidho.+
22 Zvisinei, Josiya haana kubva kwaari, asi akaita kuti vanhu varege kumuziva+ kuti arwe naye, uye haana kuteerera mashoko aNeko, ayo aibva mumuromo maMwari. Saka akaenda kunorwa muBani reMegidho.+